Mark 12:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakumuka kwaʋakafa, kana ʋacimuka, ucaʋa mukadzi waniko kwaʋari? Nokuti wakaŋga ari mukadzi wa ʋose ʋanomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waani, sezvo akanga akawanikwa navanomwe ava?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino pakumuka kwavakafa (kana vomuka) mudzimai achazova woupi nokuti vose vari vanomwe akambova mukadzi wavo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakumuka kwavakafa, kana vachimuka, achava mukadzi waaniko? Nokuti akanga ari mukadzi wavose vanomwe.”
Shona 2009?
Naizvozvo pakumuka kwavakafa, kana vachimuka, uchava mukadzi waniko kwavari? Nokuti vanomwe vakava naye somukadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakumuka kwavakafa, kana vachimuka, achava mukadzi waaniko? Nokuti akanga ari mukadzi wavose vanomwe.”