Mark 12:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaʋari: Hamuna‐kurashika here, nemhaka yokusaziʋa magwaro nesimba raMŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Hamuna kurasika here nokuda kwokusaziva Magwaro kana simba raMwari?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Hazvisizvo here zvinoita kuti murasike zvokuti hamuzivi Magwaro kana simba raMwari?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwavari, “Hamuti makarasika here, nemhaka yokusaziva magwaro nesimba raMwari?
Shona 2009?
Jesu akapindura akati kwavari: Hamuna kurashika here, nekuti hamuzivi magwaro kana simba raMwari?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwavari, “Hamuti makarasika here, nemhaka yokusaziva magwaro nesimba raMwari?