Mark 12:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakudzidzisa kwake wakati: Cenjerai ʋanyori, ʋanoɗa kufamba neŋguʋo refu, nokukwaziswa paɗare,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakudzidzisa kwake, Jesu akati, “Chenjererai vadzidzisi vomurayiro. Vanoda kufamba-famba nenguo refu uye vachikwaziswa mumisika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukudzidzisa kwake Jesu akati, “Ngwarirai nyanzvi dzoMutemo, vanhu vanoda kufamba vakapfeka magemenzi marefu nokukwaziswa navanhu pamisika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakudzidzisa kwake akati, “Chenjerai vanyori, vanoda kufamba nenguo refu, nokukwaziswa padare,
Shona 2009?
Zvino wakati kwavari pakudzidzisa kwake: Chenjerai vanyori, vanoda kufamba nenguvo refu, nokukwaziswa pamisika,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakudzidzisa kwake akati, “Chenjerai vanyori, vanoda kufamba nenguo refu, nokukwaziswa padare,