Mark 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakaŋga acinomŋanakomana mumŋe, muɗikanwa; akamutuma kwaʋari pakupedzisira, aciti: Ʋacakudza mŋanakomana waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Akanga asara nomumwe chete wokutuma, mwanakomana, uyo waaida kwazvo. Akamutuma kwokupedzisira achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi akanga achino mumwechete, mwanakomana wake wapamwoyo. Pokupedzisira akamutuma kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino akanga achine mwanakomana mumwe, mudikanwi; akamutuma kwavari pakupedzisira, achiti, ‘Vachakudza mwanakomana wangu.’
Shona 2009?
Naizvozvo wakanga achinomwanakomana mumwe, mudikamwa wake, akamutumiravo kwavari pakupedzisira, achiti: Vachakudza mwanakomana wangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino akanga achine mwanakomana mumwe, mudikanwi; akamutuma kwavari pakupedzisira, achiti, ‘Vachakudza mwanakomana wangu.’