Mark 12:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋene womunda wemizambiriŋga ucaiteiko? Ucaʋuya, akaparadza ʋarimi iʋaʋo, akapa ʋamŋe ʋarimi munda wemizambiriŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino muridzi womunda wemizambiringa achaiteiko? Achauya agouraya vachengeti vaya vomunda agopa munda wemizambiringa kuna vamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino muridzi womunda wamagirepisi achaitei? Achauya agoparadza vokushandisa munda vaya ava nokupa munda uyu wamagirepisi kuna vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muridzi womunda wemidzambiringa achaiteiko? Achauya, akaparadza varimi ivavo, akarongera vamwe varimi munda wemidzambiringa.
Shona 2009?
Zvino mwene womunda wemizambiringa uchaiteiko? Uchavuya akaparadza varimi, akapa munda wemizambiringa kune vamwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muridzi womunda wemizambiringa achaiteiko? Achauya, akaparadza varimi ivavo, akarongera vamwe varimi munda wemizambiringa.