Mark 13:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aciɓuɗa mutembere, mumŋe waʋadzidzi ʋake akati kwaari: Mudzidzisi, tarirai mabge, kunaka! nedzimba kunaka!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga ava kubuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati, “Mudzidzisi, tarirai kukura kwakaita matombo! Iko kunaka kwedzimba!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paaibuda muTemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi tarisai muone kunaka kwamatombo aya nedzimba dzacho.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achibuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi, tarirai mabwe, kunaka! Nedzimba kunaka!”
Shona 2009?
Zvino wakati achibuda mutembere, mumwe wavadzidzi vake wakati kwaari: Mudzidzisi, tarirai mabwe, \add kuti\add* akadini nezvivakwa \add kuti\add* zvakadini!
Shona SUB 2002 Bible
Akati achibuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi, tarirai mabwe, kunaka! Nedzimba kunaka!”