Mark 13:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NeEvaŋgeri inofanira kutaŋga kumboparidzirwa marudzi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vhangeri rinofanira kuparidzwa kundudzi dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko Rakanaka rinofanira kuti ritange raparidzwa kumarudzi ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vhangeri inofanira kutanga kumboparidzirwa marudzi ose.
Shona 2009?
Asi evhangeri inofanira kutanga kumboparidzirwa pakati pemarudzi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Vhangeri inofanira kutanga kumboparidzirwa marudzi ose.