Mark 13:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai Ishe asaitapudza mazuʋa iwayo, hakunenyama yairarama; asi nokuɗa kwaʋakasanaŋgurwa ʋaakasanaŋgura, wakatapudza mazuʋa iwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai Ishe akanga asina kutapudza mazuva iwayo, hakuna munhu airarama. Asi nokuda kwavasanangurwa, avo vaakasarudza, akaatapudza hake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti Tenzi haana kutapudza zvake mazuva iwayo, hapana munhu airarama, asi pamusana pavasarudzwi vaakasarudza akatapudza mazuva acho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Dai Ishe asaitapudza mazuva iwayo, hakuna munhu airarama; asi nokuda kwavakasanangurwa vaakasanangura, akatapudza mazuva iwayo.
Shona 2009?
Dai Ishe asina kutapudza mazuva iwayo, hakunenyama yaiponeswa; asi nokuda kwavakasanangurwa,vaakasanangura, wakatapudza mazuva \add iwawo\add*.
Shona SUB 2002 Bible
“Dai Ishe asaitapudza mazuva iwayo, hakuna munhu airarama; asi nokuda kwavakasanangurwa vaakasanangura, akatapudza mazuva iwayo.