Mark 13:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana munhu aciti kwamuri: Tarirai Kristu uri pano, tarirai uri papo, regai kutenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyo kana munhu akati kwauri, ‘Tarira, houno Kristu!’ kana kuti, ‘Tarira, uyo apo!’ musazvitenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Panguva iyoyo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu! Kana kuti ari koko!’ Musazvitende.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana munhu achiti kwamuri, ‘Tarirai Kristu ari pano, tarirai, ari apo,’ regai kutenda.
Shona 2009?
Zvino kana munhu achiti kwamuri: Tarirai, Kristu pano, tarirai papo, musatenda.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana munhu achiti kwamuri, ‘Tarirai Kristu ari pano, tarirai, ari apo,’ regai kutenda.