Mark 13:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nenyeredzi dzicawa kuɗeŋga, namasimba ari kuɗeŋga acazunuŋguswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nyeredzi dzichawa kudenga, uye masimba okudenga achadengenyeka.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye nyenyedzi dzichadonha kubva mudenga, uye masimba omudenga achazungunutswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenyeredzi dzichawa kudenga, namasimba ari kudenga achazununguswa.
Shona 2009?
nenyeredzi dzokudenga dzichawa, namasimba ari kudenga achazungunuswa.
Shona SUB 2002 Bible
nenyenyedzi dzichawa kudenga, namasimba ari kudenga achazununguswa.