Mark 13:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋacaʋona Mŋanakomana womunhu aciʋuya mumakore nesimba guru nokubginya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Panguva iyoyo vanhu vachaona Mwanakomana woMunhu achiuya ari mumakore nesimba guru uye nokubwinya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba guru nembiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vachaona Mwanakomana womunhu achiuya mumakore nesimba guru nokubwinya.
Shona 2009?
Ipapo vachavona Mwanakomana womunhu achivuya mumakore nesimba guru nokubwinya,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vachaona Mwanakomana womunhu achiuya mumakore nesimba guru nokubwinya.