Mark 13:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo imi ʋo, kana moʋona iɀoɀo ɀiciitwa, ziʋai kuti waʋa pedyo pamukoʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvoitika, zivai kuti ava pedyo, atova pamukova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvoitika, zivai kuti iye ava pedyo, atova pamusuo chaipo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo imiwo, kana moona izvozvo zvichiitwa, zivai kuti ava pedyo atosvika pamusuo.
Shona 2009?
Saizvozvo imwivo, kana movona izvozvo zvichiitika, zivai kuti wava pedo watova pamukova.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo imiwo, kana moona izvozvo zvichiitwa, zivai kuti ava pedyo atosvika pamusuwo.