Mark 13:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati agere pagomo reMiorivi, pakatarisana netembere, Petro, naJakobo, naJohane, naAndrea ʋakamubvunza ʋari ʋoga, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakanga agere paGomo reMiorivhi pakatarisana netemberi, Petro, Jakobho, Johani naAndirea vakamubvunza vari voga vakati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga akagara pasi pagomo reMiorivhi rakatarisana neTemberi, Pita naJemusi naJohani naAndrea vakamubvunza vari pachavo vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati agere pagomo reMiorivhi, pakatarisana netemberi, Petirosi, naJakobho, naJohani, naAndireya vakamubvunza vari voga, vachiti,
Shona 2009?
Zvino wakati agere pagomo reMiorivhi, mhiri pakatarisana netembere, Petro, naJakobho, naJohwani, naAndiriya vakamubvunza pachivande, \add vachiti\add*:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati agere pagomo reMiorivhi, pakatarisana netemberi, Petirosi, naJakobho, naJohani, naAndireya vakamubvunza vari voga, vachiti,