Mark 13:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana riri zuʋa iro neŋguʋa iyo, hakuna‐unoɀiziʋa, kunyaŋge ʋatumŋa ʋokuɗeŋga, kunyaŋge Mŋanakomana, asi Ƃaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Hakuna munhu anoziva nezvezuva iro kana nguva iyo, kunyange vatumwa kudenga, kana Mwanakomana, asi Baba voga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vari kudenga, kanawo Mwanakomana, asi Baba voga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyange vatumwa vokudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba.
Shona 2009?
Asi zvezuva iro nenguva, hakuna unoziva, kunyange vatumwa vari kudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyangwe vatumwa vokudenga, kunyangwe Mwanakomana, asi Baba.