Mark 13:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cenjerai, murinde, nokunyeŋgetera; nokuti hamuziʋi kuti ŋguʋa icaȿika rini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rindai! Svinurai! Hamuzivi kuti nguva iyo inosvika rini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rini.
Shona 2009?
Chenjerai, murinde, munyengetere; nokuti hamuzivi kuti nguva ndeyarini.
Shona SUB 2002 Bible
Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rinhi.