Mark 13:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti arege kuʋuya kamŋe‐kamŋe, akakuwanai muʋete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akakurumidza kuuya, musamurega achiwana muvete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Angadaro akayerekana asvika okuwanai makakotsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti arege kuuya kamwe-kamwe, akakuwanai muvete.
Shona 2009?
kuti arege kuvuya kamwekamwe, akakuwanai muvete.
Shona SUB 2002 Bible
kuti arege kuuya kamwe–kamwe, akakuwanai muvete.