Mark 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tiʋudzei kuti iɀoɀi ɀicagoʋa riniko? Neciratidzo cicaʋa cipiko, kana iɀoɀi ɀose ɀoɗo‐kuitwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tiudzei, kuti zvinhu izvi zvichaitika rini? Uye chii chichava chiratidzo chokuti zvose zvava pedyo nokuzozadziswa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tiudzeiwo kuti izvi zvichaitika rini uye kuti chiratidzo chokuti zvose izvi zvava kuda kuitika chichava chei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tiudzei kuti izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo chichava chipiko, kana izvozvi zvose zvoda kuitwa?”
Shona 2009?
Tivudzei, izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo \add chichava\add* chipiko, kana izvozvi zvose zvozadziswa?
Shona SUB 2002 Bible
“Tiudzei kuti izvozvi zvichagova rinhiko? Nechiratidzo chichava chipiko, kana izvozvi zvose zvoda kuitwa?”