Mark 13:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akataŋga kuʋaʋudza, akati: Cenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwavari, “Chenjerai kuti kurege kuva nomunhu anokutsausai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Jesu akatanga kuvaudza achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akatanga kuvaudza, akati, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu.
Shona 2009?
Zvino Jesu achivapindura akatanga kuti: Chenjerai kusava nounokutsausai.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akatanga kuvaudza, akati, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu.