Mark 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋazhinji ʋacaʋuya nezita raŋgu, ʋaciti: Ndini Kristu, ʋacitsausa ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vazhinji vachauya muzita rangu, vachiti, ‘Ndini iye,’ uye vachatsausa vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna vazhinji vachauya muzita rangu vachiti, ‘Ini ndini iye,’ vachirasisa vazhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vazhinji vachauya nezita rangu, vachiti, ‘Ndini Kristu, vachitsausa vazhinji.’
Shona 2009?
Nokuti vazhinji vachavuya muzita rangu, vachiti: Ndini \add iye\add*, vachitsausa vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Vazhinji vachauya nezita rangu, vachiti, ‘Ndini Kristu, vachitsausa vazhinji.’