Mark 13:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mucinzwa ɀokurwa, neguhu rokurwa, musavunduka; iɀoɀo ɀinofanira kumboitika; asi kuguma kucigere kuȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunonzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, musavhunduka. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika, asi kuguma kuchazosvika hako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana monzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo musanyanye kutya. Izvi zvinofanira kuti zviitike, asi magumo anenge asati asvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchinzwa zvokurwa, nenyaya yokurwa, musavhunduka; izvozvo zvinofanira kumboitika; asi kuguma kuchigere kusvika.
Shona 2009?
Asi kana muchinzwa zvehondo, nerunyerekupe rwehondo, musatambudzika; nokuti zvinofanira kumboitika; asi kuguma kuchigere.
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchinzwa zvokurwa, nenyaya yokurwa, musavhunduka; izvozvo zvinofanira kumboitika; asi kuguma kuchigere kusvika.