Mark 14:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋagere pakudya, Jesu akati: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Mumŋe wenyu ucandipandukira, iye unodya neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vagere pakudya, iye akati, “Ndinokuudzai chokwadi, mumwe wenyu achandipandukira, mumwe ari kudya neni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vagere pakudya Jesu akati, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri mumwe wenyu ari kudya neni, achanditengesa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vagere pakudya, Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achandipandukira, iye anodya neni.”
Shona 2009?
Zvino vakati vakagara vachidya, Jesu akati: Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Mumwe wenyu unodya neni uchanditengesa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vagere pakudya, Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achandipandukira, iye anodya neni.”