Mark 14:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Petro akati kwaari: Kunyaŋge ʋose ʋakagumburwa, ini kwete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akati, “Kunyange dai vose vakakurambai, ini kwete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akati kwaari, “Kunyange vamwe vose vangarasiswe zvavo asi ini kwete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Petirosi akati kwaari, “Kunyange vose vakagumburwa, ini kwete.”
Shona 2009?
Asi Petro akati kwaari: Kunyange vose vakagumburwa, asi kwete ini.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Petirosi akati kwaari, “Kunyangwe vose vakagumburwa, ini kwete.”