Mark 14:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapfuʋura mberi ɀishoma, akawira pasi, akayeŋgetera kuti, kana ɀicibvira, ŋguʋa ipfuʋure kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati aenda chinhambwe zvishoma, akawira pasi uye akanyengetera kuti kana zvichibvira nguva iyi ipfuure, ibve kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapfuura mberi zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti, kana zvichibvira, nguva ipfuure kwaari.
Shona 2009?
Akapfuvura mberi zvishoma, akawira pasi, akanyengetera, kuti kana zvichibvira, nguva ipfuvure kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Akapfuura mberi zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti, kana zvichibvira, nguva ipfuure kwaari.