Mark 14:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rindai uye munyengetere kuti murege kuwira mumuedzo. Mweya unoda hawo, asi muviri hauna simba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi muviri wakarukutika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haine simba.”
Shona 2009?
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuidzwa. Mweya unoda hawo, asi nyama hainesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haine simba.”