Mark 14:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋamŋe ʋakaŋga ʋari’po ʋakatsamŋa pamŋoyo yaʋo, ʋakati: Kuparadza ikoko kwecizoro kwakaitirweiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakanga varipo vakanga vachitaura vakatsamwa pakati pavo vachiti, “Seiko vachitambisa mafuta aya kudai?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakava navamwe vakanyunyuta nazvo vachiti, “Mafuta aya atambisirweiko kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe vakanga varipo vakatsamwa pamwoyo yavo, vakati, “Kuparadza ikoko kwemafuta kwakaitirweiko?
Shona 2009?
Asi kwaiva nevamwe vakatsamwa mukati mavo, vakati: Kutambisa ikoku kwechizoro kwaitirweiko?
Shona SUB 2002 Bible
Asi vamwe vakanga varipo vakatsamwa pamwoyo yavo, vakati, “Kuparadza ikoko kwemafuta kwakaitirweiko?