Mark 14:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino rimŋe jaya rakamuteʋera, rakapfeka muceka ɓedzi pamuʋiri, ʋakariɓata;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe jaya, rakanga rakapfeka mucheka bedzi, rakanga richitevera Jesu. Vakati varibata,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe mukomana akamutevera akafuka jira rerineni chete pamuviri wake. Vakamubata,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino rimwe jaya rakamutevera, rakapfeka mucheka bedzi pamuviri, vakaribata;
Shona 2009?
Zvino rimwe jaya rakamutevera, rakamonera mucheka werineni rakashama, majaya akaribata;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino rimwe jaya rakamutevera, rakapfeka mucheka bedzi pamuviri, vakaribata;