Mark 14:58 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takamunzwa isu aciti: Ndicaputsa tembere iyi yakaʋakwa namaʋoko, ndikaʋaka imŋe namazuʋa matatu, isina‐kuʋakwa namaʋoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Takamunzwa achiti, ‘Ndichaparadza temberi iyi yakavakwa navanhu uye shure kwamazuva matatu ndichavaka imwe, isina kuitwa navanhu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Takamunzwa achiti, ‘Ndichapaza Temberi iyi yakavakwa namaoko, ndigovaka, namazuva matatu, imwe isina kuvakwa namaoko.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Takamunzwa isu achiti, ‘Ndichaputsa temberi iyi yakavakwa namaoko, ndikavaka imwe namazuva matatu, isina kuvakwa namaoko.’ ”
Shona 2009?
Isu takamunzwa achiti: Ndichaputsa tembere iyi; yakaitwa namavoko, uye mumazuva matatu ndichavaka imwe, isina kuitwa namavoko.
Shona SUB 2002 Bible
“Takamunzwa isu achiti, ‘Ndichaputsa temberi iyi yakavakwa namaoko, ndikavaka imwe namazuva matatu, isina kuvakwa namaoko.’ ”