Mark 14:68 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iye wakaramba, aciti: Handiziʋi kana kunzwisisa ɀaunoreʋa; akaɓuɗa panze kuruʋazhe rwapamberi, joŋgwe rikarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iye akaramba akati, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva,” uye akabuda akandomira pamukova wokupinda nawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye akazviramba achiti, “Handizivi, kana kunzwisisa zvauri kutaura.” Akabvapo akaenda kusuo guru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iye akaramba, achiti, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva; akabuda panze kuruvazhe rwapamberi, jongwe rikarira.”
Shona 2009?
Asi iye wakaramba, achiti: Handizivi kana kunzwisisa ini zvaunoreva. Akabuda akaenda kumusuwo, jongwe rikarira.
Shona SUB 2002 Bible
Asi iye akaramba, achiti, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva; akabuda panze kuruvazhe rwapamberi, jongwe rikarira.”