Mark 14:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaita paakagona napo; wakagara azodzera muʋiri waŋgu kuʋigwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aita zvaanogona. Adururira mafuta anonhuwira pamuviri wangu zvichigere kusvika, kuti agadzirire kuvigwa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita paakagona napo; akagara azora muviri wangu ndisati ndavigwa.
Shona 2009?
Waita zvaanogona; wakagara azodzera muviri wangu kuvigwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita paakagona napo; akagara azora muviri wangu ndisati ndavigwa.