Mark 15:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakamupfekedza ŋguʋo tȿuku, ʋakaruka korona yeminzwa, ʋakamudzika iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamupfekedza nguo dzepepuru, ipapo vakamurukira ngundu yeminzwa vakaigadzika pamusoro wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazomupfekedza hanzu yoruvara rwohute ndokuruka chiremba cheminzwa vakachidzika paari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamupfekedza nguo tsvuku, vakaruka korona yeminzwa, vakamudzika iyo.
Shona 2009?
vakamupfekedza nguvo shava, vakaruka korona yemhinzwa, vakamudzika.
Shona SUB 2002 Bible
vakamupfekedza nguo tsvuku, vakaruka korona yeminzwa, vakamudzika iyo.