Mark 15:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋamuseka, ʋakamubvisa ŋguʋo tȿuku, ndokumupfekedza ŋguʋo dzake, ʋakaenda naye kundomuroʋera pamucinjikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakati vamudadira, vakabvisa nguo yepepuru vakamupfekedza dzake. Ipapo vakabuda naye kundomuroverera pamuchinjikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakapedza kumuita chiseko, vakamubvisa hanzu yoruvara rwohute iya vomupfekedza hanzu dzake ndokuenda naye kundomurovera pamuchinjikwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vamuseka, vakamubvisa nguo tsvuku, ndokumupfekedza nguo dzake, vakaenda naye kundomurovera pamuchinjikwa.
Shona 2009?
Zvino vakati vamusweveredza, vakamubvisa nguvo shava, ndokumupfekedza nguvo dzake, vakaenda naye kundomurovera.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vamuseka, vakamubvisa nguo tsvuku, ndokumupfekedza nguo dzake, vakaenda naye kunomurovera pamuchinjikwa.