Mark 15:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rugwaro rukaitika, runoti: Wakarabga naʋaɗariki ʋomurairo.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye rugwaro rwakazadziswa runoti, “Akaverengwa pamwe chete navadariki.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
***
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rugwaro rukaitika, runoti, “Akarovererwa navadariki vomurayiro.”]
Shona 2009?
Rugwaro rukaitika, runoti: Wakaverengwa pamwechete navadariki.
Shona SUB 2002 Bible
Rugwaro rukaitika, runoti, “Akarovererwa navadariki vomurairo.”]