Mark 15:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po ʋakati ʋaci ɀi nzwa, ʋakati: Cinzwai, unoɗana Eria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vakanga vamire pedyo vakati vanzwa izvi, vakati, “Inzwai, ari kudana Eria.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vamwe vakanga vamirepo vachizvinzwa vakati, “Inzwai, ari kudaidza Eriya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vakanga vamirepo vakati vachizvinzwa, vakati, “Chinzwai, anodana Eria.”
Shona 2009?
Vamwe vavakanga vamirepo vakati vachi\add zvi\add*nzwa, vakati: Tarirai, unodana Eria.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vakanga vamirepo vakati vachizvinzwa, vakati, “Chinzwai, anodana Eriya.”