Mark 15:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cidzitiro cetembere cikabvaruka napakati, kubva kumsoro kuȿikira pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chidzitiro chapatemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvikira pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino jira rokudzikatirisa romuTemberi rakabvaruka napakati kubvira kumusoro kusvikira pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chidzitiro chetemberi chikabvaruka napakati, kubva kumusoro kusvikira pasi.
Shona 2009?
Vheiri retembere rikabvaruka kuita \add mapandi\add* maviri, kubva kumusoro kusvikira pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Keteni retemberi rikabvaruka napakati, kubva kumusoro kusvikira pasi.