Mark 15:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋakadzi ʋakaŋga ʋari’po, ʋakatarira ʋari kure; pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo muɗuku naJose, naSarome;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakadzi vakanga vachitarira vari kure. Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho, munun'una waJosesi, naSarome.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakangawo paina madzimai akanga akatarira ari chinhambwe. Vamwe vaiva mukati mavo ndavana Maria Magadharena, naMaria amai vaJemusi muduku naJosesi, naSarome,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navakadzi vakanga varipo, vakatarira vari kure; pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome;
Shona 2009?
Kwakanga kune vakadzivo vakatarira vari kure, pakati pavo kwakanga kuna Maria Magidharini, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome,
Shona SUB 2002 Bible
Navakadzi vakanga varipo, vakatarira vari kure; pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome;