Mark 15:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino aʋa maɗeko, ɀarakaŋga riri zuʋa rokugadzirira, ndokuti rinotaŋgira saɓata,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rakanga riri Zuva roKugadzirira (ndiro rinotangira Sabata.) Saka kwovira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kuzoti ava manheru, zvarakanga riri zuva rokugadzirira, ndiko kuti zuva rapamberi peSabata,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ava madeko, zvarakanga riri zuva rokugadzirira, ndokuti rinotangira Sabata,
Shona 2009?
Zvino ava manheru, zvarakanga riri gadziriro, ndokuti zuva rinotangira sabata,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino hwava usiku, zvarakanga riri zuva rokugadzirira, ndokuti rinotangira Sabata,