Mark 16:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakataurirana, ʋaciti: Ndianiko ucatikuŋgurusira ibge pamukoʋa wobgiro?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakabvunzana vachiti, “Ndianiko achatikungurutsira ibwe pamukova weguva?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaibvunzana vachiti, “Ko ndiani achandotikungurutsira dombo riya pamusuo weguva?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakataurirana, vachiti, “Ndianiko achatikungurusira ibwe pamusuo webwiro?”
Shona 2009?
Vakati pakati pavo: Ndianiko uchatikungurusira ibwe kubva pamukova wehwiro?
Shona SUB 2002 Bible
Vakataurirana, vachiti, “Ndianiko achatikungurusira ibwe pamusuwo wehwiro?”