Mark 16:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacitarira, ʋakaʋona kuti ibge rakaŋga ratokuŋguruswa, nokuti raiʋa guru‐guru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakati vatarira, vakaona kuti ibwe rakanga rakungurutswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vakatarira vakaona kuti dombo riya rakanga ratokungurutswa; rakanga riri guru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru-guru.
Shona 2009?
Zvino vakati vachitarira, vakavona kuti ibwe rakanga ratokungurusirwa kure, nokuti raiva guru-guru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru–guru.