Mark 16:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapinda mubgiro, ʋakaʋona jaya, rakaŋga rigere kurudyi, rakapfeka ŋguʋo cena yakareɓa, ʋakavunduka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakapinda muguva, vakaona jaya rakapfeka nguo chena rakagara kuruoko rworudyi, uye vakavhunduka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakapinda muguva vakaona Jaya rigere nechokurudyi, rakapfeka gemenzi jena, vakabva vavhunduka kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapinda mubwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka.
Shona 2009?
Zvino vakati vapinda muhwiro, vakavona murume wechiduku wakanga agere kurutivi rworudyi, akapfeka nguvo chena yakareba, vakavhunduka;
Shona SUB 2002 Bible
Vakapinda muhwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka.