Mark 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwakati mazuʋa apfuʋura, akapinda ɀe Kapernaume; ʋanhu ʋakanzwa kuti uri mumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwamazuva mashoma shoma, Jesu akati apindazve muKapenaume, vanhu vakanzwa kuti akanga auya kumusha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakangoti pfuurei mazuva akati kuti, akapindazve muKapenaumu. Zvakazonzwika kuti ave pamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwakati mazuva apfuura, akapindazve Kapenaume; vanhu vakanzwa kuti ari mumba.
Shona 2009?
Zvino akapindazve muKapenaume pashure pamazuva; zvikanzwikwa kuti uri mumba.
Shona SUB 2002 Bible
Kwakati mazuva apfuura, akapindazve Kapenaume; vanhu vakanzwa kuti ari mumba.