Mark 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kuti muziʋe kuti Mŋanakomana womunhu unesimba panyika rokukaŋganwira ɀiʋi, (akati kumunhu wakaŋga akafa mitezo:)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Akati kuna akanga akafa mutezo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo),
Shona 2009?
Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu unesimba panyika rokukangamwira zvivi, (akati kuwakanga akawoma mitezo):
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo),