Mark 2:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakati aciɀinzwa, akati kwaʋari: Ʋasiŋgarwari haʋatȿaki ŋaŋga, asi ʋanorwara; handina‐kuʋuya kuzoɗana ʋakarurama, asi ʋatadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achinzwa izvozvo, Jesu akati kwavari, “Vasingarwari havatsvaki chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakazvinzwa akati kwavari, “Vakukutu havadi chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodaidza vakarurama, asi vatadzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati achizvinzwa, akati kwavari, “Vasingarwari havatsvaki murapi, asi vanorwara; handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”
Shona 2009?
Jesu wakati achi\add zvi\add*nzwa akati kwavari: Avo vasingarwari havatsvaki chiremba, asi avo vanorwara. Handina kuvuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi mukutendevuka.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati achizvinzwa, akati kwavari, “Vasingarwari havatsvaki murapi, asi vanorwara; handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”