Mark 2:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaʋari: shamŋari dzecikomba dziŋgaɀinyima ɀokudya seiko ciciri kwaʋari? Haʋaŋgaɀinyimi ɀokudya cikomba ciciri kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Shamwari dzechikomba dzingatsanya seiko kana iye achinavo? Havangadaro, kana iye achinavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Mungati vanhu vari pamuchato ngavatsanye here iye muwani vachinaye? Kana muwani vachinaye chete havatsanyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwavari, “Shamwari dzemuwani dzingazvinyima zvokudya seiko achiri kwavari? Havangazvinyimi zvokudya muwani achiri kwavari.
Shona 2009?
Jesu akati kwavari: Vana veimba yomuchato vangatsanya here chikomba chichiri kwavari? Kana vachingova nechikomba kwavari, havangatsanyi;
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwavari, “Shamwari dzemuwani dzingazvinyima zvokudya seiko achiri kwavari? Havangazvinyimi zvokudya muwani achiri kwavari.