Mark 2:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mazuʋa acaȿika, acazobviswa cikomba kwaʋari; ɀino neŋguʋa iyo ʋacaɀinyima ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nguva ichasvika ichabviswa chikomba kwavari, uye pazuva iroro vachatsanya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi mazuva achasvika, achazobviswa muwani kwavari; zvino nenguva iyo vachazvinyima zvokudya.
Shona 2009?
asi mazuva achasvika apo chikomba chichabviswa kwavari, ipapo mazuva iwayo vachatsanya.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi mazuva achasvika, achazobviswa muwani kwavari; zvino nenguva iyo vachazvinyima zvokudya.