Mark 2:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunomunhu unoɗira waini itȿa muhomboɗo tsaru; nokuti waini inoparusa homboɗo, waini nehomboɗo ɀikafa; asi waini itȿa inoɗirwa muhomboɗo itȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo dzamatehwe tsaru. Kana akaita izvozvo, waini ichaputitsa matehwe, uye zvose waini nedehwe rewaini zvichaparara. Kwete, anodira waini itsva muhombodo itsva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna munhu anodira waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru, nokuti kana akadaro waini inoputisa zvigubhu, waini inorasika, zvigubhu zvichiparara; asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo tsaru; nokuti waini inoparusa hombodo, waini nehombodo zvikafa; asi waini itsva inodirwa muhombodo itsva.”
Shona 2009?
Hakunomunhu unodira waini itsva muhombodo sharu, nokuti waini itsva inoparusa hombodo, waini ikatevuka nehombodo ikaparara, asi waini itsva inofanira kudirwa muhombodo itsva.
Shona SUB 2002 Bible
“Hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo tsaru; nokuti waini inoparusa hombodo, waini nehombodo zvikafa; asi waini itsva inodirwa muhombodo itsva.”