Mark 2:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwakati nomusi wesaɓata, acifamba napakati peminda, ʋadzidzi ʋake ʋakataŋga kutanha hura ʋacifamba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe musi weSabata, Jesu akanga achipfuura nomuminda yezviyo, uye vadzidzi vake vakati vachifamba naye, vakatanga kutanha hura dzezviyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwakati nomusi weSabata, achifamba napakati peminda, vadzidzi vake vakatanga kupurura hura vachifamba.
Shona 2009?
Zvino zvakaitika kuti wakapuvura nemuminda yezviyo nomusi wesabata, vadzidzi vake vakatanga vachifamba kutanha hura dzezviyo.
Shona SUB 2002 Bible
Kwakati nomusi weSabata, achifamba napakati peminda, vadzidzi vake vakatanga kupurura hura vachifamba.