Mark 2:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋuya ʋakaisa kwaari munhu wakaŋga akafa mitezo, akatakurwa na ʋanhu ʋanna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe varume vakasvika, vakauya kwaari nomunhu akanga akafa mutezo, akatakurwa navarume vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana.
Shona 2009?
Vakavuya kwaari, vakaisa munhu wakanga akawoma mitezo, akatakurwa na\add vanhu\add* vana.
Shona SUB 2002 Bible
Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana.