Mark 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakati aciʋona kutenda kwaʋo, akati kunowakaŋga akafa mitezo: Mŋana, wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati aona kutenda kwavo, akati kuno uya akanga akafa mutezo, “Mwanakomana, zvivi zvako zvaregererwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kunoakanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.”
Shona 2009?
Jesu wakati avona kutenda kwavo akati kunowakanga akawoma mitezo: Mwana zvivi zvako ngazvikangamwirwe iwe.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kuno akanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.”