Mark 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo Jesu aciziʋa mumŋeya make kuti ʋanofuŋga kuɗaro mumŋoyo yaʋo, akati kwaʋari: Munofuŋgireiko ɀinhu iɀi mumŋoyo yenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo Jesu akazviziva mumweya wake kuti ndizvo zvavakanga vachifunga mumwoyo yavo, uye akati kwavari, “Seiko muchifunga zvinhu izvi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo Jesu achiziva mumweya make kuti vanofunga kudaro mumwoyo yavo, akati kwavari, “Munofungireiko zvinhu izvi mumwoyo yenyu?
Shona 2009?
Zvino pakarepo Jesu paakanzwa mumweya wake kuti vanofunga kudaro mukati mavo akati kwavari: Munofungireiko zvinhu izvi mumoyo yenyu?
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo Jesu achiziva mumweya make kuti vanofunga kudaro mumwoyo yavo, akati kwavari, “Munofungireiko zvinhu izvi mumwoyo yenyu?