Mark 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakapinda ɀe musinagoge; ɀino kwakaŋga kunomunhu wakaŋga anoruʋoko rwakawonyana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pane imwe nguva akapinda musinagoge, uye imomo makanga mune murume akanga ane ruoko rwakanga rwakakokonyara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Jesu akapindazve musinagogu; imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindazve musinagoge; zvino kwakanga kune munhu akanga ane ruoko rwakakokonyara.
Shona 2009?
Zvino wakapindazve musinagoge, zvino kwakanga kunomunhuko wakanga anoruvoko rwakawonyana.
Shona SUB 2002 Bible
Akapindazve musinagoge; zvino kwakanga kune munhu akanga ane ruoko rwakakokonyara.